Genesis 48:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Josefa akati kunaɓaɓa ʋake: Ndiʋo ʋanakomana ʋaŋgu ʋandakapiwa pano naMŋari. Ʋakati: Ƌoʋuya naʋo kwandiri ndiʋaropafadze.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Josefa akati kuna baba vake, “Ndivo vanakomana vandakapiwa pano naMwari.” Ipapo Israeri akati, “Uya navo pano ndivaropafadze.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Josefi akati kuna baba vake, “Ava ndivo vana vangu vandakapiwawo naMwari muno umu.” Iye akati, “Chiuya navo kuno ndivakomborere.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Josefa akati kuna baba vake, “Ndivo vanakomana vangu vandakapiwa pano naMwari.” Vakati, “Douya navo kwandiri ndivaropafadze.”
Shona 2009?
Josefa akati kuna baba vake, "Ndivo vanakomana vangu vandakapiwa pano naMwari." Vakati, "Douya navo kwandiri ndivaropafadze."
Shona SUB 2002 Bible
Josefa akati kuna baba vake, “Ndivo vanakomana vangu vandakapiwa pano naMwari.” Vakati, “Douya navo kwandiri ndivaropafadze.”