Genesis 49:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jakobo wakaɗana ʋanakomana ʋake, akati: Ʋuŋganai, ndikuʋudzei ɀamucaitirwa namazuʋa anoteʋera.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Jakobho akadana vanakomana vake akati, “Unganai kuti ndikuudzei zvichaitika kwamuri pamazuva anouya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jakobho akakokorodza vanakomana vake akati, “Chiunganai pano mose ndikuudzei zvichazoitika kwamuri mune ramangwana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jakobho akadana vanakomana vake, akati, “Unganai, ndikuudzei zvamuchaitirwa namazuva anotevera.
Shona 2009?
Zvino Jakobho akadana vanakomana vake, akati, "Unganai, ndi­kuudzei zvamuchaitirwa namazuva ano­tevera.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jakobho akadana vanakomana vake, akati, “Unganai, ndikuudzei zvamuchaitirwa namazuva anotevera.