Genesis 49:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unosuŋgira mboŋgoro yake pamuzambiriŋga, Nomŋana wemboŋgoro yake pamuzambiriŋga wakaiȿo‐naka; Wakasuka ŋguʋo dzake newaini, Neɀokufuka ɀake muropa ramazambiriŋga
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Achasungirira mbongoro yake pamuzambiringa, nomwana wayo padavi rakaisvonaka; achasuka nguo dzake muwaini, zvokufuka zvake muropa ramazambiringa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Achasungirira dhongi rake pamugirepisi achasungirira chigondora chake chedhongi pamugirepisi wakanaka kwazvo, hanzu dzake achisuka zvake muwaini, zvipfeko zvake achisuka muwaini yakati piriviri kutsvuka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Unosungira mbongoro yake pamuzambiringa, Nomwana wembongoro yake pamuzambiringa wakaisvonaka; Wakasuka nguo dzake newaini, Nezvokufuka zvake muropa ramazambiringa.
Shona 2009?
Unosungira mbongoro yake pamuzambiringa, Nomwana wembongoro yake pamuzambiringa wakaisvonaka; Wakasuka nguvo dzake newaini, Nezvokufuka zvake muropa ramazambiringa.
Shona SUB 2002 Bible
Unosungira mbongoro yake pamuzambiringa, Nomwana wembongoro yake pamuzambiringa wakaisvonaka; Wakasuka nguo dzake newaini, Nezvokufuka zvake muropa ramazambiringa.