Genesis 49:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asheri ucaʋa neɀokudya ɀakakora; Iye ucaʋuya neɀinonaka ɀinofanira madzishe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Zvokudya zvaAsheri zvichava zvakakora; achauya nezvinonaka zvakafanira madzimambo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Asheru achawana zvokudya, zvokudya zvakawanda zvakanaka, zvinotodyiwawo kwazvo namadzimambo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asheri achava nezvokudya zvakakora; Iye achauya nezvinonaka zvinofanira madzishe.
Shona 2009?
Asheri achava nezvokudya zvakakora; Iye achauya nezvinonaka zvinofanira madzishe.
Shona SUB 2002 Bible
Ashuru achava nezvokudya zvakakora; Iye achauya nezvinonaka zvinofanira madzishe.