Genesis 49:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ropafadzo dzaɓaɓa ʋako Dzinopfuʋura ropafadzo dzamateteguru aŋgu, Kuȿikira kumugumo wamakomo asiŋgaperi; Dzicagara pamusoro waJosefa, Pamusoro waiye wakaŋga ari mucinda pakati pehama dzake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Maropafadzo ababa vako makuru kupfuura maropafadzo amakomo ekare, kupfuura zvakawanda zvezvikomo zvamakore ekare. Zvose izvi ngazvigare pamusoro waJosefa, pamusoro womuchinda ari pakati pehama dzake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Makomborero andakupa ini baba vako anopfuura makomborero anobva mumakomo epasi chigare. Anopfuura zvinokosha zviri mumakomo okugara nokugara. Ndiwo makomborero achava aJosefi, akasarudzwa naMwari kutungamirira vakoma vake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ropafadzo dzababa vako Dzinopfuura ropafadzo dzamateteguru angu, kusvikira kumugumo wamakomo asingaperi; dzichagara pamusoro waJosefa, Pamusoro waiye akanga ari muchinda pakati pehama dzake.
Shona 2009?
Ropafadzo dzababa vako Dzinopfuura ropafadzo dzamateteguru angu, kusvikira kumugumo wamakomo asingaperi; dzichagara pamusoro waJosefa, Pamusoro waiye akanga ari muchinda pakati pehama dzake.
Shona SUB 2002 Bible
Ropafadzo dzababa vako Dzinopfuura ropafadzo dzamateteguru angu, kusvikira kumugumo wamakomo asingaperi; dzichagara pamusoro waJosefa, Pamusoro waiye akanga ari muchinda pakati pehama dzake.