Genesis 49:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaʋaraira, akati kwaʋari: Ini ndobva ndosoŋganiswa naʋanhu ʋaŋgu; mundondiʋiga kunamadziɓaɓa aŋgu, muɓako riri mumunda waEfroni, muHeti,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akavarayira akati, “Ini ndava kuzosanganiswa navanhu vokwangu. Mundivige namadzibaba angu mubako mumunda waEfuroni muHiti,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jakobho akazorongera vana vake achiti, “Nguva yangu yokuti ndichiendawo kwakaenda vamwe vokwangu yava kusvika. Munofanira kuzondiviga pane madzibaba angu, mubako riya riri mugura raEfuroni worudzi rwechiHiti.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akavaraira, akati kwavari, “Ini ndobva ndosanganiswa navanhu vangu; mundondiviga kuna madzibaba angu, mubako riri mumunda waEfuroni, muHeti,
Shona 2009?
Akavaraira, akati kwavari, "Ini ndobva ndosanganiswa na­vanhu vangu; mundondiviga kuna madzi­baba angu, mubako riri mumunda waEfuroni, muHeti,
Shona SUB 2002 Bible
Akavaraira, akati kwavari, “Ini ndobva ndosanganiswa navanhu vangu; mundondiviga kuna madzibaba angu, mubako riri mumunda waEfuroni, muHeti,