Genesis 49:32 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
munda uya neɓako riri mukati mawo, ɀakateŋgwa kuʋana ʋaHeti.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munda nebako riri mauri zvakatengwa kubva kuvaHiti.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munda wacho nebako ririmo zvakatengwa kuvaHiti.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
munda uya nebako riri mukati mawo, zvakatengwa kuvana vaHeti.”
Shona 2009?
munda uya nebako riri mukati mawo, zvakatengwa kuvana vaHeti."
Shona SUB 2002 Bible
munda uya nebako riri mukati mawo, zvakatengwa kuvana VaHeti.”