Genesis 49:33 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jakobo wakati apedza kuraira ʋanakomana ʋake, akadzosera tsoka dzake paʋuʋato, mŋeya wake ukaɓuɗa, akasoŋganiswa naʋanhu ʋake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jakobho akati apedza kurayira vanakomana vake, akadzora tsoka dzake mumubhedha, akabudisa mweya wake uye akasanganiswa navanhu vokwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzoti Jakobho apedza kurongera vana vake akarara pamubhedha wake, ndiye sarai oendawo kwakaenda vamwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jakobho akati apedza kuraira vanakomana vake, akadzosera tsoka dzake pauvato, mweya wake ukabuda, akasanganiswa navanhu vake.
Shona 2009?
Zvino Jakobho akati apedza kuraira vanako­mana vake, akadzosera tsoka dzake pau­vato, mweya wake ukabuda, akasangani­swa navanhu vake
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jakobho akati apedza kuraira vanakomana vake, akadzosera tsoka dzake pauvato, mweya wake ukabuda, akasanganiswa navanhu vake.