Genesis 49:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unotutuma semvura, hauŋgaʋi noʋukuru; Nokuti wakakwira kuʋuʋato bgaɓaɓa ʋako, Ukaʋuȿiɓisa; wakakwira kumubeda waŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Unozunguzika semvura zhinji, hauchazokundizve, nokuti wakakwira panhoo yababa vako, wakakwira panhoo yangu uye ukaisvibisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Unovhaira semvura iri kuvira, asi hauzovi mukuru nokuti wakapinda iwe mumba mangu, ini baba ukan'oresa pandinorara, uchitoenda zvako pauriri hwangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Unotutuma semvura, haungavi noukuru; Nokuti wakakwira kuuvato hwababa vako, Ukausvibisa; wakakwira kumubedha wangu.
Shona 2009?
Unotutuma semvura, haungavi noukuru; Nokuti wakakwira kuuvato hwababa vako, Ukahusvibisa; wakakwira kumubhedha wangu.
Shona SUB 2002 Bible
Unotutuma semvura, haungavi noukuru; Nokuti wakakwira kuuvato hwababa vako, Ukausvibisa; wakakwira kumubedha wangu.