Genesis 5:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
shure kwokuɓerekwa kwaJaredi, Maharareri akagara makore anamazana masere namakumi matatu, akaɓereka ʋanakomana naʋanasikana;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye mushure mokubereka kwake Jaredhi, Maharareri akararama kwamakore mazana masere namakumi matatu uye akavazve navamwe vanakomana navanasikana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mushure mokubereka Jaredhi, Mahararieri kagara mazana masere ana makumi matatu amakore, akaberekawo vamwe vana, vakomana navasikana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
shure kwokuberekwa kwaJaredhi, Maharareri akagara makore ana mazana masere namakumi matatu, akabereka vanakomana navanasikana;
Shona 2009?
shure kokuberekwa kwaJare­dhi, Maharareri akagara makore ana mazana masere namakumi matatu, akabe­reka vanakomana navanasikana;
Shona SUB 2002 Bible
shure kwokuberekwa kwaJaredhi, Maharareri akagara makore ana mazana masere namakumi matatu, akabereka vanakomana navanasikana;