Genesis 5:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
mazuʋa ose aMaharareri akaŋga ari makore anamazana masere namakumi mapfumbamŋe namashanu, akafa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pamwe chete, Maharareri akararama kwamakore mazana masere namakumi mapfumbamwe namashanu, uye ipapo akafa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka ose pamwechete, Mahararieri akagara makore mazana masere ana makumi mashanu, ndokuzofa zvake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
mazuva ose aMaharareri akanga ari makore ana mazana masere namakumi mapfumbamwe namashanu, akafa.
Shona 2009?
ma­zuva ose aMaharareri akanga ari makore ana mazana masere namakumi mapfu­mbamwe namashanu, akafa.
Shona SUB 2002 Bible
mazuva ose aMaharareri akanga ari makore ana mazana masere namakumi mapfumbamwe namashanu, akafa.