Genesis 5:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
wakaʋasika murume nomukadzi; akaʋaropafadza, akaʋatumidza zita rinonzi Munhu, musi waʋakasikwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akavasika murume nomukadzi uye akavaropafadza. Uye vakati vasikwa, akavatumidza kuti “munhu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akavasika vari munhurume nomunhukadzi, akavakomborera akavatumidza kuti vanhu paakavasika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
wakavasika murume nomukadzi; akavaropafadza, akavatumidza zita rinonzi Munhu, musi wavakasikwa.
Shona 2009?
wakavasika murume nomuka­dzi; akavaropafadza, akavatumidza zita rinonzi Munhu, musi wavakasikwa.
Shona SUB 2002 Bible
wakavasika murume nomukadzi; akavaropafadza, akavatumidza zita rinonzi Munhu, musi wavakasikwa.