Genesis 5:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
shure kwokuɓerekwa kwaMetusara, Enoki wakafamba naMŋari makore anamazana matatu; akaɓereka ʋanakomana naʋanasikana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye mushure mokubereka kwake Metusera, Enoki akafamba naMwari kwamakore mazana matatu uye akavazve navamwe vanakomana navanasikana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mushure mokubereka Metushera Enoki akanyatsowadzana naMwari kwamazana matatu amakore, akaberekawo vamwe vana, vakomana navasikana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
shure kwokuberekwa kwaMetusera, Enoki wakafamba naMwari makore ana mazana matatu; akabereka vanakomana navanasikana.
Shona 2009?
shure kokuberekwa kwaMetusera, Enoki wakafamba naMwari makore ana mazana matatu; akabereka vanakomana navanasikana.
Shona SUB 2002 Bible
shure kwokuberekwa kwaMetusera, Inoki wakafamba naMwari makore ana mazana matatu; akabereka vanakomana navanasikana.

Recommended Reading