Genesis 5:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mazuʋa ose aEnoki akaŋga ari makore anamazana matatu namakumi matanhatu namashanu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pamwe chete, Enoki akararama kwamakore mazana matatu namakumi matanhatu namashanu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka ose pamwechete, Enoki akagara mazana matatu amakore ana makore makumi matanhatu namashanu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mazuva ose aEnoki akanga ari makore ana mazana matatu namakumi matanhatu namashanu.
Shona 2009?
Mazuva ose aEnoki akanga ari makore ana mazana matatu namakumi matanhatu namashanu.
Shona SUB 2002 Bible
Mazuva ose aInoki akanga ari makore ana mazana matatu namakumi matanhatu namashanu.