Genesis 5:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mazuʋa ose aMetusara akaŋga ari makore anamazana mapfumbamŋe namakumi matanhatu namapfumbamŋe, akafa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pamwe chete, Metusera akararama kwamakore mazana mapfumbamwe namakumi matanhatu namapfumbamwe, uye ipapo akafa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka ose pamwechete, Metushera akagara mazana mapfumbamwe namakumi matanhatu amakore ana mapfumbamwe ndokuzofa zvake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mazuva ose aMetusera akanga ari makore ana mazana mapfumbamwe namakumi matanhatu namapfumbamwe, akafa.
Shona 2009?
Mazuva ose aMetusera akanga ari makore ana mazana mapfu­mbamwe namakumi matanhatu namapfu­mbamwe, akafa.
Shona SUB 2002 Bible
Mazuva ose aMetusera akanga ari makore ana mazana mapfumbamwe namakumi matanhatu namapfumbamwe, akafa.