Genesis 5:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Adama wakagara makore anezana namakumi matatu, akaɓereka mŋanakomana wakafanana naye, wakamutodza; akamutumidza zita rinonzi Seti.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Adhamu akati agara makore zana namakumi matatu, akabereka mwanakomana akafanana naye, akanga akamutodza; akamutumidza zita rokuti Seti.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Adhamu akagara makore zana namakumi matatu ndokubereka mwana mukomana akafanana naye, akamutumidza kuti Seti.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Adhamu wakagara makore ane zana namakumi matatu, akabereka mwanakomana wakafanana naye, wakamutodza; akamutumidza zita rinonzi Seti.
Shona 2009?
Adhamu wakagara makore ane zana namakumi matatu, akabereka mwanako­mana wakafanana naye, wakamutodza; akamutumidza zita rinonzi Seti.
Shona SUB 2002 Bible
Adhamu wakagara makore ane zana namakumi matatu, akabereka mwanakomana wakafanana naye, wakamutodza; akamutumidza zita rinonzi Seti.