Genesis 5:31 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mazuʋa ose aRameki akaŋga ari makore anamazana manomŋe namakumi manomŋe namanomŋe, akafa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pamwe chete, Rameki akararama kwamakore mazana manomwe namakumi manomwe namanomwe, uye ipapo akafa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka ose pamwechete, Rameki akagara mazana manomwe ana makumi manomwe amakore ana makore manomwe, ndokuzofa zvake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mazuva ose aRameki akanga ari makore ana mazana manomwe namakumi manomwe namanomwe, akafa.
Shona 2009?
Mazuva ose aRa­meki akanga ari makore ana mazana manomwe namakumi manomwe nama­nomwe, akafa.
Shona SUB 2002 Bible
Mazuva ose aRameki akanga ari makore ana mazana manomwe namakumi manomwe namanomwe, akafa.