Genesis 5:32 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Noa wakaŋga anamakore anamazana mashanu; Noa akaɓereka Shemi, naHami, naJafeti.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mushure mokunge Noa ava namakore okuberekwa mazana mashanu, akabereka Shemu, Hamu naJafeti.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nowa akagara mazana mashanu amakore ndokubereka Shemu naHamu naJafeti.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Noa wakanga ana makore ana mazana mashanu; Noa akabereka Shemu, naHamu, naJafeti.
Shona 2009?
Nowa wakanga ana makore ana mazana mashanu; Nowa akabereka Shemu, naHamu, naJafeti.
Shona SUB 2002 Bible
Nowa wakanga ana makore ana mazana mashanu; Nowa akabereka Shemu, naHamu, naJafeti.