Genesis 5:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mazuʋa aAdama shure kwokuɓerekwa kwaSeti akaŋga ari makore anamazana masere; akaɓereka ʋanakomana naʋanasikana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shure kwokuberekwa kwaSeti, Adhamu akararama kwamakore mazana masere uye akaberekazve vamwe vanakomana navanasikana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akazoberekawo vamwe vana, vakomana navasikana. Mushure mokubereka Seti, Adhamu akazogarazve mazana masere amakore.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mazuva aAdhamu shure kwokuberekwa kwaSeti akanga ari makore ana mazana masere; akabereka vanakomana navanasikana.
Shona 2009?
Mazuva aAdhamu shure kokuberekwa kwaSeti akanga ari makore ana mazana masere; akabereka vanakomana navanasikana.
Shona SUB 2002 Bible
Mazuva aAdhamu shure kwokuberekwa kwaSeti akanga ari makore ana mazana masere; akabereka vanakomana navanasikana.