Genesis 5:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Seti akagara makore anamazana masere namanomŋe shure kwokuɓerekwa kwaEnoshi, akaɓereka ʋanakomana naʋanasikana;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye shure kwokubereka kwake Enoshi, Seti akararama kwamakore mazana masere namanomwe uye akavazve navamwe vanakomana navanasikana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Seti akaberekawo vamwe vana, vakomana navasikana. Mushure mokubereka Enoshi, Seti akagarazve mazana masere amakore ana makore manomwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Seti akagara makore ana mazana masere namanomwe shure kwokuberekwa kwaEnoshi, akabereka vanakomana navanasikana;
Shona 2009?
Seti aka­gara makore ana mazana masere nama­nomwe shure kokuberekwa kwaEnoshi, akabereka vanakomana navanasikana;
Shona SUB 2002 Bible
Seti akagara makore ana mazana masere namanomwe shure kwokuberekwa kwaEnoshi, akabereka vanakomana navanasikana;