Genesis 50:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaȿika paɓuriro raAtadi, riri mhiri kwaJoridani, ʋakamucema’po nokucema kukuru kwaɀo; akacema ɓaɓa ʋake mazuʋa manomŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakati vasvika paburiro raAtadhi, pedyo neJorodhani, vakachema zvikuru uye neshungu; uye ipapo Josefa akatara mazuva manomwe okuchema baba vake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakasvika paburiro repaAtadhi riri kumhiri kwaJorodhani, vakachema vari ipapo vachiungudza nokuchema kukuru. Josefi akapedza mazuva manomwe ari ipapo achingochema baba vake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakasvika paburiro raAtadhi, riri mhiri kwaJorodhani, vakamuchemapo nokuchema kukuru kwazvo; akachema baba vake mazuva manomwe.
Shona 2009?
Vakasvika paburiro raAtadhi, riri mhiri kwaJorodhani, vakamuchemapo nokuchema kukuru kwazvo; akachema baba vake mazuva manomwe.
Shona SUB 2002 Bible
Vakasvika paburiro raAtadhi, riri mhiri kwaJodhani, vakamuchemapo nokuchema kukuru kwazvo; akachema baba vake mazuva manomwe.