Genesis 50:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋanhu ʋaigara panyika yeKanani ʋakati ʋaciʋona kucema ikoko paɓuriro raAtadi, ʋakati: Kucema uku kukuru ndokwaʋaEgipita; naiɀoɀo nɀimbo iyo ikatumidzwa Aberi‐mizraimi, iri mhiri kwaJoridani.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaKenani vaigara ikoko vakati vachiona kuchema ikoko pabhuriro raAtadhi, vakati, “VaIjipita vari pakuchema kukuru.” Ndokusaka nzvimbo iyo iri pedyo neJorodhani yakatumidzwa zita rokuti Abheri Miziraimu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu venyika iyoyo, vaKanani pavakaona muchemero iwoyo waiitwa paburiro repaAtadhi, vakati, “Aiwa kuchema kuri kuitwa navaIjipiti kwakakura zvisingatauriki.” Naizvozvo vakatumidza buriro racho zita rokuti Kuchema kwavaIjipiti. Buriro iroro riri kumhiri kwaJorodhani.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vanhu vaigara panyika yeKenani vakati vachiona kuchema ikoko paburiro raAtadhi, vakati, “Kuchema uku kukuru ndokwavaIjipiti;” naizvozvo nzvimbo iyoyo ikatumidzwa Abherimiziraimu, iri mhiri kwaJorodhani.
Shona 2009?
Zvino vanhu vaigara panyika yeKenani vakati vachiona kuchema ikoko paburiro raAtadhi, vakati, "Kuchema uku kukuru ndokwavaIjipiti;" naizvozvo nzvimbo iyoyo ikatumidzwa Abherimiziraimu, iri mhiri kwaJorodhani.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vanhu vaigara panyika yeKenani vakati vachiona kuchema ikoko paburiro raAtadhi, vakati, “Kuchema uku kukuru ndokwaVaIjipiti;” naizvozvo nzvimbo iyoyo ikatumidzwa Abherimiziraimu, iri mhiri kwaJodhani.