Genesis 50:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokuti ʋanakomana ʋake ʋakandomuisa kunyika yeKanani, ʋakamuʋiga muɓako romunda weMakpera, riya rakateŋgwa naAbrahama, pamŋe cete nomunda kunaEfroni muHeti, pakatarisana neMamre, kuti ɀiʋe ɀake, iʋe nɀimbo yake yokuʋiga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakamutakura vakaenda naye kunyika yeKenani uye vakamuviga mubako mumunda weMakapera, pedyo neMamure, rakatengwa naAbhurahama senzvimbo yokuviga kubva kuna Efuroni muHiti, pamwe chete nomunda wacho.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakavatakura vakaenda navo kunyika yeKanani. Vakandovaviga nechokumabvazuva kweMamure mubako romugura repaMakipera, guru rakatengwa naAbhurahamu kuna Efuroni muHiti riri pakatarisana nokuMamure kuti rive nzvimbo yavo yokuviga vanhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokuti vanakomana vake vakandomuisa kunyika yeKenani, vakamuviga mubako romunda weMakapera, riya rakatengwa naAbhurahamu, pamwechete nomunda kuna Efuroni muHeti, pakatarisana neMamure, kuti zvive zvake, ive nzvimbo yake yokuviga.
Shona 2009?
nokuti vanakomana vake vakando­muisa kunyika yeKenani, vakamuviga mubako romunda weMakapera, riya ra­katengwa naAbhurahamu, pamwechete nomunda kuna Efuroni muHeti, pakata­risana neMamure, kuti zvive zvake, ive nzvimbo yake yokuviga.
Shona SUB 2002 Bible
nokuti vanakomana vake vakandomuisa kunyika yeKenani, vakamuviga mubako romunda weMakapera, riya rakatengwa naAbhurahamu, pamwechete nomunda kuna Efuroni muHeti, pakatarisana neMamure, kuti zvive zvake, ive nzvimbo yake yokuviga.