Genesis 50:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Josefa wakati aʋiga ɓaɓa ʋake, akadzokera Egipita, iye naʋakoma ʋake, naʋose ʋakaŋga ʋakwira naye kundoʋiga ɓaɓa ʋake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shure kwokuvigwa kwababa vake, Josefa akadzokera kuIjipiti, pamwe chete namadzikoma ake navamwe vose vakanga vaenda naye kundoviga baba vake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Josefi akaviga baba vake ndokudzokera kuIjipiti pamwechete nehama dzake navose vakanga vaenda naye.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Josefa akati aviga baba vake, akadzokera Ijipiti, iye navakoma vake, navose vakanga vakwira naye kundoviga baba vake.
Shona 2009?
Zvino Josefa akati aviga baba vake, akadzokera Ijipiti, iye navakoma vake, navose vakanga vakwira naye kundoviga baba vake.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Josefa akati aviga baba vake, akadzokera Ijipiti, iye navakoma vake, navose vakanga vakwira naye kundoviga baba vake.