Genesis 50:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakoma ʋaJosefa ʋakati ʋaciʋona kuti ɓaɓa ʋaʋo ʋafa, ʋakati: Ɀimŋe Josefa ucatiʋeŋga, nokutitsiʋa kwaɀo ɀakaipa ɀose ɀatakamuitira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Madzikoma aJosefa akati aona kuti baba vavo vakanga vafa, vakati, “Zvimwe Josefa angadaro achiri kutivenga uye akatitsiva pane zvakaipa zvose zvatakaita kwaari?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakoma vaJosefi zvavakaona kuti baba vavo vafa vakakurukurirana vachiti, “Zvimwe Josefi achiri kutivenga, zvimwe ari kuronga twaanoronga kutsiva zvakaipa zvose zvatakamuitira, hatizive.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakoma vaJosefa vakati vachiona kuti baba vavo vafa, vakati, “Zvimwe Josefa achativenga, nokutitsiva kwazvo zvakaipa zvose zvatakamuitira.”
Shona 2009?
Zvino vakoma vaJosefa vakati vachiona kuti baba vavo vafa, vakati, "Zvimwe Josefa achative­nga, nokutitsiva kwazvo zvakaipa zvose zvatakamuitira."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakoma vaJosefa vakati vachiona kuti baba vavo vafa, vakati, “Zvimwe Josefa achativenga, nokutitsiva kwazvo zvakaipa zvose zvatakamuitira.”