Genesis 50:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ʋakatuma shoko kunaJosefa, ʋaciti: Ƃaɓa ʋenyu ʋakaraira, ʋasati ʋafa, ʋaciti:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka vakatuma shoko kwaari vakati, “Baba vako vakasiya varayira vasati vafa vachiti:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo vakatumira Josefi shoko vachiti, “Baba venyu vakasiya vati
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo vakatuma shoko kuna Josefa, vachiti, “Baba venyu vakaraira, vasati vafa, vachiti,
Shona 2009?
Naizvozvo vakatuma shoko kuna Josefa, vachiti, "Baba venyu vakaraira, vasati vafa, vachiti,
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo vakatuma shoko kuna Josefa, vachiti, “Baba venyu vakaraira, vasati vafa, vachiti,