Genesis 50:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Josefa akagara Egipita, iye naʋeimba yaɓaɓa ʋake; Josefa akagara makore anezana negumi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Josefa akagara muIjipiti pamwe chete nemhuri yose yababa vake. Akararama kwamakore zana negumi,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Josefi nemhuri yababa vake vakagara muIjipiti, akazofa ava nezana ramakore rina makore gumi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Josefa akagara Ijipiti, iye naveimba yababa vake; Josefa akagara makore ane zana negumi.
Shona 2009?
Josefa akagara Ijipiti, iye navei­mba yababa vake; Josefa akagara makore ane zana negumi.
Shona SUB 2002 Bible
Josefa akagara Ijipiti, iye naveimba yababa vake; Josefa akagara makore ane zana negumi.