Genesis 50:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Josefa akapikisa ʋana ʋaIsraeri, akati: Mŋari ucakumutsai ɀirokwaɀo, nemi mutakure mafupa aŋgu abve pano.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye Josefa akaita kuti vanakomana vaIsraeri vapike mhiko uye akati, “Zvirokwazvo Mwari achakubatsirai, uye ipapo munofanira kutakura mapfupa angu kubva munzvimbo ino.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Josefi akataurira vaIsiraeri kuti, “Ichokwadi kuti Mwari achakushanyirai. Saka imi tsidzai kuti muchatakura mutumbi wangu muchiendawo nawo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Josefa akapikisa vana vaIsiraeri, akati, “Mwari achakumutsai zvirokwazvo, nemi mutakure mapfupa angu abve pano.”
Shona 2009?
Josefa akapikisa vana vaIsiraeri, akati, "Mwari achakumutsai zvirokwazvo, nemwi mutakure mapfupa angu abve pano."
Shona SUB 2002 Bible
Josefa akapikisa vana VaIsiraeri, akati, “Mwari achakumutsai zvirokwazvo, nemi mutakure mapfupa angu abve pano.”