Genesis 50:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Josefa akafa, aʋa namakore anezana negumi; ʋakamusasika, akaiswa mubokisi paEgipita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Josefa akafa ava namakore zana negumi. Uye shure kwokumusasika, akaiswa mubhokisi muIjipiti.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Josefi akafa ava nezana ramakore rine makore gumi. Vanhu vakaomesa chitunha chake vakachiisa mubhokisi muIjipiti imomo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Josefa akafa, ava namakore ane zana negumi; vakamusasika, akaiswa mubhokisi paIjipiti.
Shona 2009?
Ipapo Josefa akafa, ava namakore ane zana negumi; vakamusasika, akaiswa mubhokisi paIjipiti.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Josefa akafa, ava namakore ane zana negumi; vakamusasika, akaiswa mubhokisi paIjipiti.