Genesis 50:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakapedza mazuʋa makumi manna naye, nokuti ndiwo aiʋa mazuʋa okusasika; naʋaEgipita ʋakamucema mazuʋa makumi manomŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
vakapedza mazuva makumi mana azere, nokuti ndiyo yakanga iri nguva yaidikanwa yokusasika. Uye vaIjipiti vakamuchema kwamazuva makumi manomwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Basa rokuomesa chitunha raida mazuva makumi mana. Saka ava vakaomesa chitunha chaIsiraeri vakapedza mazuva makumi mana vachiita basa racho. VaIjipiti vakachema Jakobho mazuva makumi manomwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakapedza mazuva makumi mana naye, nokuti ndiwo aiva mazuva okusasika; navaIjipiti vakamuchema mazuva makumi manomwe.
Shona 2009?
Vakapedza mazuva makumi mana naye, nokuti ndiwo aiva mazuva okusasika; navaljipiti vakamu­chema mazuva makumi manomwe.
Shona SUB 2002 Bible
Vakapedza mazuva makumi mana naye, nokuti ndiwo aiva mazuva okusasika; naVaIjipiti vakamuchema mazuva makumi manomwe.