Genesis 50:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mazuʋa okucema akati apera, Josefa akataura naʋeimba yaFarao, akati: Ɀino kana ndawana nyasha kwamuri, ɗoreʋai munzeʋe dzaFarao, muti:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mazuva okuchema akati apera, Josefa akati kune veimba yaFaro, “Kana ndawana nyasha pamberi penyu, nditaurireiwo kuna Faro. Mumuudze kuti,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzoti mazuva okuvachema apera, Josefi akataura namachinda aFarao achiti, “Kana mandinzwirawo tsitsi ndisvitsireiwo shoko kuna mambo Farao muchiti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mazuva okuchema akati apera, Josefa akataura naveimba yaFarao, akati, “Zvino kana ndawana nyasha kwamuri, dorevai munzeve dzaFarao, muti,
Shona 2009?
Zvino mazuva okuchema akati apera, Josefa akataura naveimba yaFarao, akati, "Zvino kana ndawana nyasha kwa­muri, dorevai munzeve dzaFarao, muti,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mazuva okuchema akati apera, Josefa akataura naveimba yaFarao, akati, “Zvino kana ndawana nyasha kwamuri, dorevai munzeve dzaFarao, muti,