Genesis 50:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
naʋeimba yose yaJosefa, naʋana ʋaɓaɓa ʋake, naʋeimba yaɓaɓa ʋake; asi pxere dzaʋo dzoga, namakwai aʋo, neŋombe dzaʋo, ʋakaɀisiya panyika yeGosheni,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
tisingaverengi vose vomumhuri yaJosefa namadzikoma ake uye navose veimba yababa vake. Vana vavo chete namakwai avo nemombe dzavo, ndivo vakasiyiwa muGosheni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akaendawo navanhu vose vemba yake nehama dzake navamwe vemhuri yababa vake. Asi vana vavo nezvipfuwo zvavo zvose ndizvo zvakasara kuGosheni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
naveimba yose yaJosefa, navana vababa vake, naveimba yababa vake; asi pwere dzavo dzoga, namakwai avo, nemombe dzavo, vakazvisiya panyika yeGosheni,
Shona 2009?
naveimba yose yaJosefa, navana vababa vake, naveimba yababa vake; asi pwere dzavo dzoga, namakwai avo, nemombe dzavo, vaka­zvisiya panyika yeGosheni,
Shona SUB 2002 Bible
naveimba yose yaJosefa, navana vababa vake, naveimba yababa vake; asi pwere dzavo dzoga, namakwai avo, nemombe dzavo, vakazvisiya panyika yeGosheni,