Genesis 50:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ŋgoro naʋataȿi ʋamabiza ʋakakwira ʋo naye, rikaʋa ɓoka guru‐guru.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ngoro navatasvi vamabhiza vakaendawo naye. Rakanga riri boka guru kwazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakaenda vaine ngoro dzehondo dzamabhiza navachairi, vari boka guru guru kwazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ngoro navatasvi vamabhiza vakakwirawo naye, rikava boka guru-guru.
Shona 2009?
ngoro navatasvi vamabhiza vakakwirawo naye, rikava boka guru-guru.
Shona SUB 2002 Bible
ngoro navatasvi vamabhiza vakakwirawo naye, rikava boka guru–guru.