Genesis 6:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋanhu ʋakati ʋotaŋga kuwanda panyika, ʋaciɓerekerwa ʋanasikana,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vakati vatanga kuwanda panyika uye vanasikana vakaberekwa kwavari,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu pavakatanga kuwanda panyika, vakabereka vana vasikana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vanhu vakati votanga kuwanda panyika, vachiberekerwa vanasikana,
Shona 2009?
Zvino vanhu vakati votanga kuwanda panyika, vachiberekerwa vanasikana,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vanhu vakati votanga kuwanda panyika, vachiberekerwa vanasikana,