Genesis 6:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Noa akaɓereka ʋanakomana ʋatatu, ʋaiti: Shemi, naHami, naJafeti.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Noa akanga ana vanakomana vatatu vaiti: Shemu, Hamu naJafeti.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nowa aiva navana vakomana vatatu, mazita avo ndiShemu naHamu naJafeti.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Noa akabereka vanakomana vatatu, vaiti: Shemu, naHamu, naJafeti.
Shona 2009?
Nowa akabereka vanakomana vatatu, vaiti: Shemu, naHamu, naJafeti.
Shona SUB 2002 Bible
Nowa akabereka vanakomana vatatu, vaiti: Shemu, naHamu, naJafeti.