Genesis 6:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nyika yakaŋga yakaʋora pamberi paMŋari, nyika yakaŋga izere nokumanikidzana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino nyika yakanga yaora pamberi paMwari uye yakanga yazara nokurwisana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mukuona kwaMwari nyika yose yakanga yaora noupi, izere nokupandukirana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nyika yakanga yakaora pamberi paMwari, nyika yakanga izere nokumanikidzana.
Shona 2009?
Nyika yakanga yakaora pamberi paMwari, nyika yakanga izere nokumani­kidzana.
Shona SUB 2002 Bible
Nyika yakanga yakaora pamberi paMwari, nyika yakanga izere nokumanikidzana.