Genesis 6:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Uɀiitire areka nomuti wegoferi; uite makamuri muareka, uinamire necomukati necokunze nenamo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka iwe zviitire areka yomuti womusipuresi; uite makamuri mukati mayo uye uiname nenamo mukati nokunze.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi iwe chizvigadzirira ngarava yomuti womugoferi, uikamure-kamure kuita dzimba mukati mayo, uiname netara mukati nokunze.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uzviitire areka nomuti wegoferi; uite makamuri muareka, uinamire nechomukati nechokunze nenamo.
Shona 2009?
Uzviitire areka nomuti wemugoferi; uite makamuri mua­reka, uinamire nechomukati nechoku­nze nenamo.
Shona SUB 2002 Bible
Uzviitire areka nomuti wegoferi; uite makamuri muareka, uinamire nechomukati nechokunze nenamo.