Genesis 6:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarira, ini ndinoʋuyisa panyika mvura zhinji, kuti iparadze ɀipenyu ɀose, ɀinomŋeya woʋupenyu, pasi peɗeŋga; ɀose ɀiri panyika ɀicafa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichauyisa mvura yamafashamu pamusoro penyika kuti iparadze zvipenyu zvose pasi pedenga, zvisikwa zvose zvino upenyu mazviri. Zvinhu zvose zviri panyika zvichaparara.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chinzwaka, ini ndichaunza panyika mafashamo emvura achaparadza zvinhu zvose zvino mweya unofema. Zvinhu zvose zviri panyika zvichafa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarira, ini ndinouyisa panyika mvura zhinji, kuti iparadze zvipenyu zvose, zvinomweya woupenyu, pasi pedenga; zvose zviri panyika zvichafa.
Shona 2009?
Tarira, ini ndinouyisa panyika mvura zhinji, kuti iparadze zvipenyu zvose, zvinomweya woupenyu, pasi pedenga; zvose zviri panyika zvichafa.
Shona SUB 2002 Bible
Tarira, ini ndinouyisa panyika mvura zhinji, kuti iparadze zvipenyu zvose, zvinomweya woupenyu, pasi pedenga; zvose zviri panyika zvichafa.