Genesis 6:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Noa akaita saiɀoɀo; seɀaakarairwa naMŋari, wakaita ɀose saiɀoɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Noa akaita zvose sezvaakanga arayirwa naMwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nowa akaita zvose zvaakanzi naMwari aite.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Noa akaita saizvozvo; sezvaakarairwa naMwari, wakaita zvose saizvozvo.
Shona 2009?
Nowa akaita saizvozvo; sezvaakarairwa naMwari, wakaita zvose saizvozvo.
Shona SUB 2002 Bible
Nowa akaita saizvozvo; sezvaakarairwa naMwari, wakaita zvose saizvozvo.