Genesis 6:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Jehova akati: Mŋeya waŋgu hauŋgarambi ucigara mumunhu nokusiŋgaperi, ɀaari wenyama ʋo hake; naiɀoɀo mazuʋa ake acaʋa makore anezana namakumi maʋiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Jehovha akati, “Mweya wangu haungarambi uchigara mumunhu nokusingaperi, nokuti inyama; mazuva ake achava makore zana namakumi maviri.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akati, “Handichabvumiri kuti mweya wangu uri mumunhu ugare maari nokusingaperi nokuti munhu ndowenyama, anofa. Saka haachagara panyika nguva inodarika zana ramakore rina makore makumi maviri.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Jehovha akati, “Mweya wangu haungarambi uchigara mumunhu nokusingaperi, zvaari wenyamawo hake; naizvozvo mazuva ake achava makore ane zana namakumi maviri.”
Shona 2009?
Ipapo Jehovha akati, "Mweya wangu haungarambi uchigara mumunhu nokusingaperi, zvaari wenyamawo hake; naizvozvo mazuva ake achava makore ane zana namakumi maviri."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Jehovha akati, “Mweya wangu haungarambi uchigara mumunhu nokusingaperi, zvaari wenyamawo hake; naizvozvo mazuva ake achava makore ane zana namakumi maviri.”