Genesis 6:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Marudzi aNoa ndiwo: Noa wakaŋga ari munhu wakarurama, asinemhoȿa mumarudzi ake; Noa wakafamba naMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iyi ndiyo rondedzero yezvaNoa. Noa akanga ari munhu akarurama, asina chaanopomerwa pakati pavanhu venguva yake, uye akafamba naMwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvi ndizvo zvizvarwa zvaNowa. Nowa akanga ari munhu akarurama ano unhu huzere chaihwo pachizvarwa chake. Nowa ainyatsowadzana naMwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Marudzi aNoa ndiwo: Noa wakanga ari munhu wakarurama, asina mhosva mumarudzi ake; Noa wakafamba naMwari.
Shona 2009?
Marudzi aNowa ndiwo: Nowa wakanga ari munhu wakarurama, asina mhosva mumarudzi ake; Nowa wakafamba naMwari.
Shona SUB 2002 Bible
Marudzi aNowa ndiwo: Nowa wakanga ari munhu wakarurama, asina chipomerwa mumarudzi ake; Nowa wakafamba naMwari.