Genesis 7:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jehova wakati kunaNoa: Pindai muareka, iwe nemhuri yako yose; nokuti ndakuʋona iwe kuti wakarurama pamberi paŋgu parudzi urwu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Jehovha akati kuna Noa, “Pindai muareka iwe nemhuri yako yose nokuti ndakuona iwe kuti wakarurama murudzi urwu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akataurira Nowa achiti, “Pinda mungarava, iwe nemhuri yako yose. Ndazviona kuti pachizvarwa ichi ndiwe wakarurama.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jehovha wakati kuna Noa, “Pindai muareka, iwe nemhuri yako yose; nokuti ndakuona iwe kuti wakarurama pamberi pangu parudzi urwu.
Shona 2009?
Zvino Jehovha wakati kuna Nowa, "Pindai muareka, iwe nemhuri yako yose; nokuti ndakuona iwe kuti wakaru­rama pamberi pangu parudzi urwu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jehovha akati kuna Nowa, “Pindai muareka, iwe nemhuri yako yose; nokuti ndakuona iwe kuti wakarurama pamberi pangu parudzi urwu.