Genesis 7:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
mvura zhinji ikanaya panyika mazuʋa anamakumi manna noʋusiku ʋunamakumi manna.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye mvura yakanaya panyika kwamazuva makumi mana nousiku makumi mana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
mvura zhinji ikanaya panyika siku nesikati, kwamazuva makumi mana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
mvura zhinji ikanaya panyika mazuva ana makumi mana nousiku hunamakumi mana.
Shona 2009?
mvura zhinji ikanaya pa­nyika mazuva ana makumi mana nousiku hunamakumi mana.
Shona SUB 2002 Bible
mvura zhinji ikanaya panyika mazuva ana makumi mana nousiku huna makumi mana.