Genesis 7:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀakapinda kunaNoa muareka, ɀiʋiri‐ɀiʋiri ɀeɀipenyu ɀose ɀinomŋeya woʋupenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zviviri zviviri pazvisikwa zvose zvino upenyu mazviri zvakauya kuna Noa zvikapinda muareka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvinhu zvose zvipenyu zvino mweya wokufema zvakapinda mungarava naNowa zviri zviviri zviviri,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvakapinda kuna Noa muareka, zviviri zviviri zvezvipenyu zvose zvinomweya woupenyu.
Shona 2009?
Zvakapinda kuna Nowa muareka, zviviri zviviri zvezvipenyu zvose zvinomweya woupenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvakapinda kuna Nowa muareka, zviviri zviviri zvezvipenyu zvose zvinomweya woupenyu.