Genesis 7:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mvura zhinji ikaʋa’po panyika mazuʋa anamakumi manna; mvura ikawanda, ikasimudza areka, ikakwiridzirwa pamsoro penyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mafashamu akaramba achingouya panyika kwamazuva makumi mana, uye mvura sezvayakaramba ichiwanda yakasimudza areka pamusoro-soro penyika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mvura zhinji yakaramba ichinaya pasi pose kwamazuva makumi mana. Yakawanda zvokuti yakasumudza ngarava ikayangarara pamusoro pemvura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mvura zhinji ikavapo panyika mazuva ana makumi mana; mvura ikawanda, ikasimudza areka, ikakwiridzirwa pamusoro penyika.
Shona 2009?
Mvura zhinji ikavapo panyika ma­zuva ana makumi mana; mvura ikawa­nda, ikasimudza areka, ikakwiridzirwa pamusoro penyika.
Shona SUB 2002 Bible
Mvura zhinji ikavapo panyika mazuva ana makumi mana; mvura ikawanda, ikasimudza areka, ikakwiridzirwa pamusoro penyika.