Genesis 7:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mvura ikakwirira, ikawanda kwaɀo panyika, areka ikafamba pamsoro pemvura.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mvura zhinji yakasimuka uye ikawanda zvikuru panyika, uye areka ikayangarara pamusoro pemvura.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mvura yakaita mafashafasha, ikatutumuka kuzara pasi pose, ngarava ikayangarara pamusoro pemvura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mvura ikakwirira, ikawanda kwazvo panyika, areka ikafamba pamusoro pemvura.
Shona 2009?
Mvura ikakwirira, ikawanda kwazvo panyika, areka ikafamba pamusoro pemvura.
Shona SUB 2002 Bible
Mvura ikakwirira, ikawanda kwazvo panyika, areka ikafamba pamusoro pemvura.