Genesis 7:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀipenyu ɀose ɀaifamba panyika ɀikafa, ɀaiti, shiri, neɀipfuwo, nemhuka, neɀinokambaira, ɀose ɀaikambaira panyika, naʋanhu ʋose;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvipenyu zvose zvinokambaira panyika zvakaparara, shiri, zvipfuwo, mhuka dzesango, zvisikwa zvose zvakafararira pamusoro penyika, namarudzi ose avanhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvinhu zvose zvipenyu zvinofamba panyika zvakafa, zvaiti: shiri nezvipfuwo nemhuka nezvinokambaira navanhu vose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvipenyu zvose zvaifamba panyika zvikafa, zvaiti, shiri, nezvipfuwo, nemhuka, nezvinokambaira, zvose zvaikambaira panyika, navanhu vose;
Shona 2009?
Zvipenyu zvose zvaifamba panyika zvikafa, zvaiti, shiri, nezvipfuwo, nemhuka, nezvinokambaira, zvose zvaikambaira panyika, navanhu vose;
Shona SUB 2002 Bible
Zvipenyu zvose zvaifamba panyika zvikafa, zvaiti, shiri, nezvipfuwo, nemhuka, nezvinokambaira, zvose zvaikambaira panyika, navanhu vose;