Genesis 7:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mvura ikaramba yakakwirira panyika mazuʋa anezana namakumi mashanu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mvura zhinji yakafukidza nyika kwamazuva makumi mashanu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mvura ndokuramba yakati fasha panyika kwamazuva zana namakumi mashanu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mvura ikaramba yakakwirira panyika mazuva ane zana namakumi mashanu.
Shona 2009?
Mvura ikaramba yakakwirira pa­nyika mazuva ane zana namakumi ma­shanu.
Shona SUB 2002 Bible
Mvura ikaramba yakakwirira panyika mazuva ane zana namakumi mashanu.