Genesis 7:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti kwasara mazuʋa manomŋe, ipapo ndicanisa mvura panyika mazuʋa anamakumi manna noʋusiku ʋunamakumi manna; ɀipenyu ɀose ɀandakaita ndicaɀiparadza panyika;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mazuva manomwe kubva zvino ndichanayisa mvura panyika kwamazuva makumi mana nousiku makumi mana, uye ndichabvisa pamusoro penyika zvisikwa zvipenyu zvose zvandakaita.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Shure kwamazuva manomwe ini ndichanayisa mvura panyika siku nesikati, kwamazuva makumi mana. Ndichatsakatisa zvinhu zvose zvipenyu panyika.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti kwasara mazuva manomwe, ipapo ndichanaisa mvura panyika mazuva ana makumi mana nousiku hunamakumi mana; zvipenyu zvose zvandakaita ndichazviparadza panyika.”
Shona 2009?
Nokuti kwasara mazuva manomwe, ipapo ndichanaisa mvura pa­nyika mazuva ana makumi mana nou­siku hunamakumi mana; zvipenyu zvose zvandakaita ndichazviparadza panyika. "
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti kwasara mazuva manomwe, ipapo ndichanaisa mvura panyika mazuva ana makumi mana nousiku huna makumi mana; zvipenyu zvose zvandakaita ndichazviparadza panyika.”