Genesis 7:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Noa akaita ɀose seɀaakarairwa naJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye Noa akaita zvose zvaakarayirwa naJehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nowa akaita zvose zvaakaudzwa naTenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Noa akaita zvose sezvaakarairwa naJehovha.
Shona 2009?
Nowa akaita zvose sezvaakarairwa naJe­hovha.
Shona SUB 2002 Bible
Nowa akaita zvose sezvaakarairwa naJehovha.